Ezekieri 43:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 uye ndakaona kubwinya kwaMwari waIsraeri kuchibva kumabvazuva. Inzwi rake rakanga rakaita somubvumo wemvura zhinji, uye pasi pakapenya nokubwinya kwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino tarira, kubginya kwaMŋari waIsraeri kwakabva kurutiʋi rwamabvazuʋa; inzwi rake rakaŋga rakaita somubvumo wemvura zhinji; pasi pakapenya nokubginya kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Zvinotarira, kubwinya kwaMwari waIsiraeri kwakabva kurutivi rwamabvazuva; izwi rake rakanga rakaita somubvumo wemvura zhinji; pasi pakapenya nokubwinya kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 onei kupenya kwokuvapo kwaMwari weIsiraeri kuchibva kumabvazuva uye kutinhira kwokuuya kwake kwainge kuwunga kwamafashamo emvura uyewo nyika yakabva yati ngwe-e kuchena nembiri yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 onei kupenya kwokuvapo kwaMwari weIsiraeri kuchibva kumabvazuva uye kutinhira kwokuuya kwake kwainge kuwunga kwamafashamo emvura uyewo nyika yakabva yati ngwe-e kuchena nembiri yake. Viz kapitola |