Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 42:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Mutsara wamakamuri kurutivi runotevedzana noruvazhe rwokunze wakanga uri makubhiti makumi mashanu pakureba, mutsara waparutivi rwaiva pedyo pedyo nenzvimbo tsvene wakanga una makubhiti zana pakureba kwawo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Nokuti kureɓa kwamakamuri akaŋga ari muruʋazhe rwokunze kwakaȿika makubiti makumi mashanu, asi tarira, pamberi petembere akaita makubiti anezana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Nokuti kureba kwamakamuri akanga ari muruvanze rwokunze kwakasvika mamita makumi mashanu, asi tarira, pamberi petemberi akaita mamita ane zana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Chaivapo ndechokuti dzimba dzomunhandare yokunze dzakanga dzichiita mamita makumi maviri namashanu kureba. Dziya dzaiva dzakatarisana neTemberi dzaiita makumi mashanu amamita kureba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Chaivapo ndechokuti dzimba dzomunhandare yokunze dzakanga dzichiita mamita makumi maviri namashanu kureba. Dziya dzaiva dzakatarisana neTemberi dzaiita makumi mashanu amamita kureba.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 42:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy