Ezekieri 41:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Madziro okunze emakamuri okumativi aiva noukobvu hwaisvika makubhiti mashanu. Nzvimbo yakashama yakanga iri pakati pamakamuri okumativi etemberi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ʋukobvu bgecidziro camakamuri okumatiʋi necokunze, bgakaita makubiti mashanu; saiɀoɀo ʋo nɀimbo, yakasiyiwa, yaiʋa yamakamuri okumatiʋi eimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Ukobvu hwechidziro chamakamuri okumativi nechokunze, hwakaita mamita mashanu; saizvozvowo nzvimbo, yakasiyiwa, yaiva yamakamuri okumativi eimba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ukobvu hwechidziro chokunze kwedzimba idzodzo dzomumativi hwaiita mamita maviri nehafu. Paivawo nepamwe pakanga pasina chinhu pakati pedzimba idzodzo neTemberi Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ukobvu hwechidziro chokunze kwedzimba idzodzo dzomumativi hwaiita mamita maviri nehafu. Paivawo nepamwe pakanga pasina chinhu pakati pedzimba idzodzo neTemberi Viz kapitola |