Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 41:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Mukova mumwe nomumwe wakanga una masasa maviri, masasa aitenderera maviri pamukova mumwe nomumwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Mukoʋa mumŋe nomumŋe wakaŋga unamasasa maʋiri, masasa maʋiri aitendereka; masasa maʋiri pamukoʋa mumŋe, ʋuye masasa maʋiri panomumŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Mukova mumwe nomumwe wakanga una masasa maviri, masasa maviri aitendereka; masasa maviri pamukova mumwe, uye masasa maviri pane mumwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Makonhi acho akanga ari maviri maviri pamusuo, ari masasa maviri aizaruka pamusuo woga woga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Makonhi acho akanga ari maviri maviri pamusuo, ari masasa maviri aizaruka pamusuo woga woga.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 41:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy