Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 41:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Pakanga pane aritari yakavezwa namatanda yaisvika makubhiti matatu pakukwirira kwayo uye yakaenzana urefu noupamhi makubhiti maviri; makona ayo, pasi payo namativi ayo, akanga ari matanda. Murume uya akati kwandiri, “Iyi ndiyo tafura iri pamberi paJehovha.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Artari yakaŋga yakaʋezwa namatanda, yakaȿika makubiti matatu pakukwirira kwayo, nokureɓa kwayo makubiti maʋiri; makona ayo, nokureɓa kwayo, namadziro ayo, ɀakaŋga ɀakaʋezwa namatanda; akati kwandiri: Iri ndiro tafura riri pamberi paJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Aritari yakanga yakavezwa namatanda, yakasvika mamita matatu pakukwirira kwayo, nokureba kwayo mamita maviri; makona ayo, nokureba kwayo, namadziro ayo, zvakanga zvakavezwa namatanda; akati kwandiri, “Iri ndiro tafura riri pamberi paJehovha.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 chinomiririra atari yamapango yaiita mita imwechete nehafu kureba kuenda mudenga upamhi hwacho huri mita imwechete. Kona dzacho nechigadzikiro chazvo namadziro ayo akanga ari omuti. Akati kwandiri, “Ino iyi ndiyo teburu iri pana Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 chinomiririra atari yamapango yaiita mita imwechete nehafu kureba kuenda mudenga upamhi hwacho huri mita imwechete. Kona dzacho nechigadzikiro chazvo namadziro ayo akanga ari omuti. Akati kwandiri, “Ino iyi ndiyo teburu iri pana Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 41:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy