Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 41:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Kwakanga kune mikova yaipinda kumakamuri okumativi uchibva nokunzvimbo yakashama, mumwe nechokumusoro, mumwe nechenyasi; uye hwaro hwaibatanidza nzvimbo yakasara hwaisvika makubhiti mashanu paupamhi kumativi ose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Mikoʋa yamakamuri okumatiʋi yakaŋga icitarira kurutiʋi rwenɀimbo yaiʋa yoga, mumŋe mukoʋa kurutiʋi rwokumsoro, mumŋe mukoʋa kurutiʋi rwezasi, ʋupamhi bgenɀimbo yaiʋa yoga bgakaita makubiti mashanu kumatiʋi ose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Mikova yamakamuri okumativi yakanga ichitarira kurutivi rwenzvimbo yaiva yoga, mumwe mukova kurutivi rwokumsuro, mumwe mukova kurutivi rwezasi, upamhi hwenzvimbo yaiva yoga hwakaita mamita mashanu kumativi ose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Magonhi edzimba dzomumativi idzi aizaruka nokunzvimbo iya yakanga yakasiyiwa isina chinhu. Rimwe raizaruka rakanangana nokuchamhembe rimwewo rakanangana nokumaodzanyemba. Kufara kwenzvimbo iyoyo yokusiyiwa isina chinhu yaiita mamita maviri nehafu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Ezekieri 41:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy