Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 40:47 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

47 Ipapo akayera ruvazhe: Rwakanga rwakaenzana mativi ose, makubhiti zana pakureba, uye makubhiti zana paupamhi. Uye aritari yakanga iri pamberi petemberi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

47 Ɀino akayera ruʋazhe, ɀikaita makubiti anezana pakureɓa, namakubiti anezana paʋupamhi, matiʋi manna akaenzana; artari yakaŋga iri pamberi peimba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

47 Zvino akayera ruvanze, zvikaita mamita ane zana pakureba, namamita ane zana paupamhi, mativi mana akaenzana; aritari yakanga iri pamberi peimba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

47 Akaerawo nhandare ikaita mamita makumi mashanu kureba, upamhi huriwo makumi mashanu amamita, yakaenzana mativi ose ari mana. Atari yakanga imire pamberi peTemberi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

47 Akaerawo nhandare ikaita mamita makumi mashanu kureba, upamhi huriwo makumi mashanu amamita, yakaenzana mativi ose ari mana. Atari yakanga imire pamberi peTemberi.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 40:47

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy