Ezekieri 40:42 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Kwakanga kuna mamwezve matafura mana amabwe akashongedzwa ezvibayiro zvinopiswa, rimwe nerimwe rine kubhiti rimwe nehafu paurefu, kubhiti nehafu paupamhi uye kubhiti rimwe chete pakukwirira. Pamusoro pawo pakanga pakaiswa midziyo yavaibayira nayo zvibayiro zvinopiswa nezvimwewo zvibayiro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Kwakaŋga kunamatafura manna amabge akaʋezwa, eɀipiriso ɀinopiswa; pakureɓa akaȿika kubiti nehafu, paʋupamhi kubiti nehafu, pakukwirira kubiti nehafu; ndi’po paʋakaisa nhumbi dzaʋaiɓayira nadzo ɀipiriso ɀinopiswa neɀiɓayiro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Kwakanga kuna matafura mana amabwe akavezwa, ezvipiriso zvinopiswa; pakureba akasvika mita nehafu, pahupamhi mita nehafu, pakukwirira mita nehafu; ndipo pavakaisa nhumbi dzavaibayira nadzo zvipiriso zvinopiswa nezvibayiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Paivawo namamwe mateburu mana amabwe akavezwa pokuitira mupiro wokupisa, imwe neimwe ichiita makumi mashanu amasendimita kureba iine pamusoro pakaenzana mativi mana ose, divi roga roga richiita makumi manomwe emasendimita ana masendimita mashanu. Ipapo ndipo pairongedzerwa midziyo yokuurayisa mipiro yokupisa uye nezvibayiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 Paivawo namamwe mateburu mana amabwe akavezwa pokuitira mupiro wokupisa, imwe neimwe ichiita makumi mashanu amasendimita kureba iine pamusoro pakaenzana mativi mana ose, divi roga roga richiita makumi manomwe emasendimita ana masendimita mashanu. Ipapo ndipo pairongedzerwa midziyo yokuurayisa mipiro yokupisa uye nezvibayiro. Viz kapitola |