Ezekieri 40:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Murume uyu akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, tarira nameso ako unzwe nenzeve dzako uye uongorore zvose zvandichakuratidza, nokuti wakasvitswa pano kuti ndikuratidze izvozvi. Utaurire imba yaIsraeri zvose zvaunoona.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Murume uyo akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, tarira nameso ako, inzwa nenzeʋe dzako, uraŋgarire nomŋoyo wako ɀose ɀandicakuratidza; nokuti wakaȿitswa pano kuti ndikuratidze iɀoɀo; paridzira imba yaIsraeri ɀose ɀaunoʋona. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Murume uyo akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, tarira nameso ako, inzwa nenzeve dzako, urangarire nomwoyo wako zvose zvandichakuratidza; nokuti wakasvitswa pano kuti ndikuratidze izvozvo; paridzira imba yaIsiraeri zvose zvaunoona.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Murume iyeyo akanditi, “Iwe mwanakomana womunhu tarisa nameso ako unzwe nenzeve dzako uise pfungwa dzako dzose pane zvandichakuratidza nokuti chawaunzirwa kuno, kuitira kuti ndikuratidze izvozvo. Zvaunenge waona zvose zvitaurire kumba yaIsiraeri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Murume iyeyo akanditi, “Iwe mwanakomana womunhu tarisa nameso ako unzwe nenzeve dzako uise pfungwa dzako dzose pane zvandichakuratidza nokuti chawaunzirwa kuno, kuitira kuti ndikuratidze izvozvo. Zvaunenge waona zvose zvitaurire kumba yaIsiraeri.” Viz kapitola |