Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 40:36 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 sezvakanga zvakaitawo makamuri aro, namadziro aro aionekera uye biravira racho, uye rakanga rina mawindo kumativi ose. Rakanga rakareba makubhiti makumi mashanu uye makubhiti makumi maviri namashanu paupamhi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 makamuri aro, nembiru dzaro, namaɓiraʋira aro; makaŋga munamawindi mukati maro kumatiʋi ose; pakureɓa ɀakaita makubiti makumi mashanu, napaʋupamhi makubiti makumi maʋiri namashanu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

36 makamuri aro, nembiru dzaro, namabiravira aro; makanga muna mahwindo mukati maro kumativi ose; pakureba zvakaita mamita makumi mashanu, napahupamhi mamita makumi maviri namashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Dzimba dzaro dzomumativi namagwatidziro aro nakamba karo kapamusuo zvakanga zvakangoenzana. Uye raiva namahwindo mariri kuritendererera. Urefu hwaro hwaiva makumi maviri amamita ana mamita mashanu noupamhi hwaro hwaiita gumi ramamita rina mamita maviri ane hafu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Ezekieri 40:36

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy