Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 40:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Ruvazhe rwomukati nairwowo rwakanga rune suo rakatarisa zasi, uye akayera kubva pasuo iri kusvika kusuo rokunze kurutivi rwezasi; aiva makubhiti zana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Kwakaŋga kunesuʋo paruʋazhe rwomukati kurutiʋi rwezasi; akayera kubva kunerimŋe suʋo kuȿikira kunerimŋe suʋo kurutiʋi rwezasi ɀikaita makubiti anezana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Kwakanga kune suo paruvanze rwomukati kurutivi rwezasi; akayera kubva kune rimwe suo kusvikira kune rimwe suo kurutivi rwezasi zvikaita mamita ane zana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Paivawo neSuo Guru kuchamhembe kwenhandare yomukati. Iye akaera kubvira paSuo Guru rimwe kusvikira kune rimwe akananga kumaodzanyemba pakaita makumi mashanu amamita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Paivawo neSuo Guru kuchamhembe kwenhandare yomukati. Iye akaera kubvira paSuo Guru rimwe kusvikira kune rimwe akananga kumaodzanyemba pakaita makumi mashanu amamita.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 40:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy