Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 40:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Suo nebiravira raro zvaiva namawindo maduku aipoteredza, samawindo amamwe. Rakanga rakareba makubhiti makumi mashanu uye rine upamhi huna makubhiti makumi maviri namashanu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Mawindi aiʋa’po mukati maro nomumaɓiraʋira aro kumatiʋi ose, akafanana namawindi iwayo; pakureɓa kwaɀo ɀakaita makubiti makumi mashanu, nokufara kwaɀo makubiti makumi maʋiri namashanu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Mahwindo aivapo mukati maro nomumabiravira aro kumativi ose, akafanana namahwindo iwayo; pakureba kwazvo zvakaita mamita makumi mashanu, nokufara kwazvo mamita makumi maviri namashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Maiva namahwindo kuritenderera mariri uye nomukamba karo kapamusuo samahwindo emimwe yacho. Urefu hwaro hwakaita makumi maviri amamita namamita mashanu, kufara kwaro kuchiita gumi ramamita rina mamita maviri ane hafu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Maiva namahwindo kuritenderera mariri uye nomukamba karo kapamusuo samahwindo emimwe yacho. Urefu hwaro hwakaita makumi maviri amamita namamita mashanu, kufara kwaro kuchiita gumi ramamita rina mamita maviri ane hafu.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 40:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy