Ezekieri 40:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Pakanga pane suo rinopinda muruvazhe rwomukati rakanga rakanangana nesuo rokumusoro, sezvazvakanga zvakaitawo nechokumabvazuva. Akayera kubva pane rimwe suo kusvikira pane rakanangana naro; aiva makubhiti zana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Muruʋazhe rwomukati makaŋga munesuʋo rakatarisana nerimŋe suʋo, kurutiʋi rwokumsoro nokurutiʋi rwamabvazuʋa; akayera kubva kunerimŋe suʋo kuȿikira kunerimŋe suʋo ɀikaita makubiti anezana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Muruvazhe rwomukati makanga munesuo rakatarisana nerimwe suo, kurutivi rwokumusoro nokurutivi rwamabvazuva; akayera kubva kune rimwe suo kusvikira kune rimwe suo zvikaita makubhiti ane zana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Sezvakanga zvakangoitawo kumabvazuva, paiva pakatarisana neSuo Guru pakanga paine Suo Guru rokupinda munhandare yomukati. Iye ndokuera achibva pane rimwe Suo Guru kusvikira kune rimwe pakaita mamita makumi mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Sezvakanga zvakangoitawo kumabvazuva, paiva pakatarisana neSuo Guru pakanga paine Suo Guru rokupinda munhandare yomukati. Iye ndokuera achibva pane rimwe Suo Guru kusvikira kune rimwe pakaita mamita makumi mashanu. Viz kapitola |