Ezekieri 40:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Pane zvandakaratidzwa naMwari akanditora akandiendesa kunyika yeIsraeri akandimisa pagomo refu refu, zasi kwaro kwakanga kune dzimba dzakanga dzichiratidzika seguta. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Paneɀandakaratidzwa naMŋari, wakandiȿitsa munyika yaIsraeri, akandiisa pagomo refu‐refu, pakaŋga panecinhu cakaŋga cakafanana neguta kurutiʋi rwezasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Pane zvandakaratidzwa naMwari, akandisvitsa munyika yaIsiraeri, akandiisa pagomo refu-refu, pakanga pane chinhu chakanga chakafanana neguta kurutivi rwezasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akandiendesa muzviratidzo zvaMwari kunyika yeIsiraeri akandigarisa pasi pagomo refu refu paiva nechimwe chakavakwapo chinenge guta kumaodzanyemba kwacho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akandiendesa muzviratidzo zvaMwari kunyika yeIsiraeri akandigarisa pasi pagomo refu refu paiva nechimwe chakavakwapo chinenge guta kumaodzanyemba kwacho. Viz kapitola |