Ezekieri 40:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ipapo akayera nhambwe kubva nechomukati kwerutivi rwesuo rezasi kusvikira kunze kworuvazhe rwomukati; rwakanga runa makubhiti zana nechokumabvazuva, uye nechokumusorowo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino wakayera ʋupamhi kubva pamberi pesuʋo rapazasi kuȿikira kunze pamberi poruʋazhe rwomukati, ɀikaita makubiti aneɀana, kurutiʋi rwamabvazuʋa nokurutiʋi rwokumsoro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Zvino wakayera hupamhi kubva pamberi pesuo rapazasi kusvikira kunze pamberi poruvanze rwomukati, zvikaita mamita ane zana, kurutivi rwamabvazuva nokurutivi rwokumusoro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Akazoera chinhambwe chinotangira nechomukati kumberi kweSuo Guru rezasi kusvikira kumberi kwenhandare yomukati pakaita makumi mashanu amamita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Akazoera chinhambwe chinotangira nechomukati kumberi kweSuo Guru rezasi kusvikira kumberi kwenhandare yomukati pakaita makumi mashanu amamita. Viz kapitola |