Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 4:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ndichakusunga netambo kuitira kuti ukonewe kutendeukira kune rumwe rutivi uchibva kune rumwe kusvikira wapedza mazuva okukomba kwako.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Tarira, ndinokusuŋga neɀisuŋgo, urege kushandukurira kunorumŋe rutiʋi, kuȿikira wapedza mazuʋa okukomba kwako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 “Tarira, ndinokusunga nezvisungo, urege kutendeukira kuno rumwe rutivi, kusvikira wapedza mazuva okukomba kwako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 ‘Zvino chiteerera unzwe, ndichakusunga mbira dzakondo netambo zvokuti unotadza kupindukira kune rimwe divi kudzamara nguva yako yokukombwa yapera.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 ‘Zvino chiteerera unzwe, ndichakusunga mbira dzakondo netambo zvokuti unotadza kupindukira kune rimwe divi kudzamara nguva yako yokukombwa yapera.’

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 4:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy