Ezekieri 4:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Urinzire chiso chako wakatarira kukombwa kweJerusarema uye noruoko rwako rwakashama uprofite pamusoro paro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Urinzire ciso cako wakatarira kukombga kweJerusarema, ruʋoko rwako rwakafukurwa; ugoprofita pamsoro paro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 “Urinzire chiso chako wakatarira kukombwa kweJerusaremu ruoko rwako rwakafukurwa; ugoporofita pamusoro paro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Unofanira kutarisa wakanangana nokukombwa kweJerusaremu wakarikungira chibhakera pachena ugoporifita uchiyambira guta iroro kuti: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 “Unofanira kutarisa wakanangana nokukombwa kweJerusaremu wakarikungira chibhakera pachena ugoporifita uchiyambira guta iroro kuti: Viz kapitola |