Ezekieri 4:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Uyere mashekeri makumi maviri ezvokudya kuti udye zuva rimwe nerimwe uye udye nenguva dzakatarwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀokudya ɀako ɀaunofanira kudya, ɀicayerwa kurema kwaɀo, mashekeri anamakumi maʋiri nezuʋa rimŋe nerimŋe; ucaɀidya ŋguʋa neŋguʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Zvokudya zvako zvaunofanira kudya, zvichayerwa kurema kwazvo, mashekeri ana makumi maviri nezuva rimwe nerimwe; uchazvidya nguva nenguva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Chokudya chauchadya iwe pazuva chinofanira kunge chichirema mazana maviri amagiramu ana magiramu makumi matatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Chokudya chauchadya iwe pazuva chinofanira kunge chichirema mazana maviri amagiramu ana magiramu makumi matatu. Viz kapitola |