Ezekieri 39:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Handingazovavanzirizve chiso changu, nokuti ndichadurura Mweya wangu pamusoro peimba yaIsraeri, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 ʋuye handiŋgazoʋaʋanziri ciso caŋgu; nokuti ndakaɗurura Mŋeya waŋgu pamsoro peimba yaIsraeri — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 uye handingazovavanziri chiso changu; nokuti ndakadurura mweya wangu pamusoro peimba yaIsiraeri,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Uye handichazozvivanzazve uso kwavari pandichadururira Mweya wangu pamba yaIsiraeri” ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Uye handichazozvivanzazve uso kwavari pandichadururira Mweya wangu pamba yaIsiraeri” ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitola |