Ezekieri 39:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo, nokuti kunyange ndakavadzingira kuutapwa pakati pendudzi, ndichavaunganidza munyika yavo, pasina wandinosiya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ipapo ʋacaziʋa kuti ndini Jehova Mŋari waʋo, ɀandakaʋatapisa pakati pamarudzi, ndikaʋaʋuŋganidzira ɀe munyika yaʋo; handiŋgatoŋgozosiyi mumŋe waʋo’po; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 “Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo, zvandakavatapisa pakati pamarudzi, ndikavaunganidzirazve munyika yavo; handingatongozosiyi mumwe wavopo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ndipo pavachaziva kuti ini ndini Tenzi, Mwari wavo nokuti ndakambovaendesa kuutapwa pakati pamarudzi acho ndikabva ndazovakokorodza munyika yavo chaiyo. Hapana wandichasiya ikoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Ndipo pavachaziva kuti ini ndini Tenzi, Mwari wavo nokuti ndakambovaendesa kuutapwa pakati pamarudzi acho ndikabva ndazovakokorodza munyika yavo chaiyo. Hapana wandichasiya ikoko. Viz kapitola |