Ezekieri 38:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “ ‘Gadzirira; iva wakagadzirira, iwe pamwe chete navanhu vazhinji vakaungana pauri, iwe uve mukuru wavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Gara wakaɀigadzira, ɀirokwaɀo uɀigadzire, iwe namapoka ako ose akaʋuŋgana kwauri, iwe uʋe mutuŋgamiriri waʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Gara wakazvigadzira, zvirokwazvo uzvigadzire, iwe namapoka ako ose akaungana kwauri, iwe uve mutungamiriri wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Gadzirira ugare wakagadzirira iwe nehondo yevarwi yawakaunganidzana nayo, iyewe uve ndiwe wokuvachengetedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Gadzirira ugare wakagadzirira iwe nehondo yevarwi yawakaunganidzana nayo, iyewe uve ndiwe wokuvachengetedza. Viz kapitola |