Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 37:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ipapo akati kwandiri, “Profita kumhepo; profita, mwanakomana womunhu, uti kwairi, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Uya uchibva kumhepo ina, iwe mweya, ufemere mukati maava vakaurayiwa, kuti vararame.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ipapo akati kwandiri: Profitera kumhepo, profita, mŋanakomana womunhu, uti kumhepo: Ɀanzi naShe Jehova: Ʋuya ucibva kumatiʋi manna anobva mhepo, iwe mŋeya, ufuridzire pamsoro paʋaʋa ʋakaʋurawa, kuti ʋararame.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ipapo akati kwandiri, “Porofitera kumhepo, porofita, Mwanakomana womunhu, uti kumhepo, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Uya uchibva kumativi mana anobva mhepo, iwe mweya, ufuridzire pamusoro pavava vakaurawa, kuti vararame.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Akazonditi porofita kumweya, mwanakomana womunhu, porofita uti kumweya, zvanzi naTenzi Mwari, “Iwe mweya uya uchibva kumativi mana ufemere pane vakauraiwa ava kuti vave vapenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Akazonditi porofita kumweya, mwanakomana womunhu, porofita uti kumweya, zvanzi naTenzi Mwari, “Iwe mweya uya uchibva kumativi mana ufemere pane vakauraiwa ava kuti vave vapenyu.”

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 37:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy