Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 37:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ndakatarira, ndikaona marunda nenyama zvavapo uye zvakafukidzwa neganda, asi makanga musina mweya mukati mazvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ndikatarira, wane marunda aʋa’po pamsoro pawo, nyama ikaʋuya, ganda rikaafukidza pamsoro payo; asi makaŋga musinomŋeya mukati mawo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Ndikatarira, wane marunda avapo pamusoro pawo, nyama ikauya, ganda rikaafukidza pamusoro payo; asi makanga musina mweya mukati mawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ndakati tarisei onei ave namarunda uye ava nenyama, aputirwa neganda. Asi akanga asina mweya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Ndakati tarisei onei ave namarunda uye ava nenyama, aputirwa neganda. Asi akanga asina mweya.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 37:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy