Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 37:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Akandibvunza akati, “Mwanakomana womunhu, mapfupa aya angararama here?” Ini ndakati, “Imi Ishe Jehovha, iyemi moga munoziva.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Akati kwandiri: Mŋanakomana, mafupa awa aŋgararama here? Ndikapindura, ndikati: Imi Ishe Jehova munoɀiziʋa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Akati kwandiri, “Mwanakomana, mapfupa awa angararama here?” Ndikapindura, ndikati, “Imi Ishe Jehovha munozviziva.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 “Akanditi nhai mwanakomana womunhu mapfupa aya angava mapenyu here?” Ini ndakati, “Imi Tenzi Mwari ndimi munoziva.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 “Akanditi nhai mwanakomana womunhu mapfupa aya angava mapenyu here?” Ini ndakati, “Imi Tenzi Mwari ndimi munoziva.”

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 37:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy