Ezekieri 36:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ndine hanya newe uye ndichakutarira neziso rine tsitsi; ucharimwa ugodyarwa, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nokuti tarirai, ndinemi, ndicatsaukira kwamuri, mucarimŋa nokudɀarwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Nokuti tarirai, ndinemi, ndichatsaukira kwamuri, mucharimwa nokudyarwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 nokuti, chionai, ini ndiri kudivi kwenyu uye ndichakucheukai, mucharimwa mugodyarwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 nokuti, chionai, ini ndiri kudivi kwenyu uye ndichakucheukai, mucharimwa mugodyarwa. Viz kapitola |