Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 36:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Ndinoda kuti muzive kuti handisi kuita izvi nokuda kwenyu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Nyaraiwo uye munyadziswe nokuda kwamaitiro enyu, imi, imba yaIsraeri!

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Handiiti iɀoɀi nokuɗa kwenyu — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova — muziʋe iɀoɀo; nyarai muʋe nenyadzi pamsoro pomufambire wenyu, imi imba yaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Handiiti izvozvi nokuda kwenyu,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha muzive izvozvo; nyarai muve nenyadzi pamusoro pomufambiro wenyu, imi imba yaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Zvandinenge ndichiita ndinenge ndisingaitire imi. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Zvizivei izvozvo. Nyaraiwo, munyarewo nezviito zvenyu imi vemba yaIsiraeri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Zvandinenge ndichiita ndinenge ndisingaitire imi. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Zvizivei izvozvo. Nyaraiwo, munyarewo nezviito zvenyu imi vemba yaIsiraeri.”

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 36:32

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy