Ezekieri 36:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Muchagara munyika yandakapa madzitateguru enyu; imi muchava vanhu vangu, uye ini ndichava Mwari wenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Mucagara munyika yandakapa madziɓaɓa enyu; mucaʋa ʋanhu ʋaŋgu, neni ndicaʋa Mŋari wenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Muchagara munyika yandakapa madzibaba enyu; muchava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Muchagara munyika yandakapa kumadzibaba enyu, muchava vanhu vangu ini ndichava Mwari wenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Muchagara munyika yandakapa kumadzibaba enyu, muchava vanhu vangu ini ndichava Mwari wenyu. Viz kapitola |