Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 36:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 “Naizvozvo uti kuimba yaIsraeri, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Hakusi kuda kwenyu, imi imba yaIsraeri, kuti ndiite zvinhu izvi, asi imhaka yezita dzvene, ramakasvibisa pakati pendudzi kwamakaenda.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Naiɀoɀo citi kuimba yaIsraeri: Ɀanzi naShe Jehova: Handiiti cinhu ici nokuɗa kwako, iwe imba yaIsraeri, asi nokuɗa kwezita raŋgu dɀene ramakamhura pakati pamarudzi kwamakaenda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 “Naizvozvo chiti kuimba yaIsiraeri, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Handiiti chinhu ichi nokuda kwako, iwe imba yaIsiraeri, asi nokuda kwezita rangu dzvene ramakamhura pakati pamarudzi kwamakaenda.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 “Naizvozvo taurira imba yaIsiraeri kuti zvanzi naTenzi Mwari zvandavakuita handisi kuitira imi vemba yaIsiraeri asi pamusana pezita rangu rinoera ramakan'oresa mukati memarudzi kwamakaenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 “Naizvozvo taurira imba yaIsiraeri kuti zvanzi naTenzi Mwari zvandavakuita handisi kuitira imi vemba yaIsiraeri asi pamusana pezita rangu rinoera ramakan'oresa mukati memarudzi kwamakaenda.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 36:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy