Ezekieri 35:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Nokuti iwe wakafara panguva yakaparadzwa nhaka yeimba yaIsraeri, ndizvo zvandichakuitirawo iwe. Uchava dongo, iwe Gomo reSeiri, iwe neEdhomu yose. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Seɀawakafara pamsoro penhaka yeimba yaIsraeri, nemhaka yokuti yakaitwa ɗoŋgo, saiɀoɀo ndicakuitira ʋo; ucaʋa ɗoŋgo, iwe gomo reSeiri, neEdomi rose, iɀo ɀose ɀaro; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Sezvawakafara pamusoro penhaka yeimba yaIsiraeri, nemhaka yokuti yakaitwa dongo, saizvozvo ndichakuitirawo; uchava dongo, iwe gomo reSeiri, neEdhomu rose, izvo zvose zvaro; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Sokufarira kuitwa renje kwakaita nhaka yemba yeIsiraeri, ndozvandichaitawo kwauri uchava renje iwe Gomo reSeiri neEdhomu yose, yose zvayo. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Sokufarira kuitwa renje kwakaita nhaka yemba yeIsiraeri, ndozvandichaitawo kwauri uchava renje iwe Gomo reSeiri neEdhomu yose, yose zvayo. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.” Viz kapitola |