Ezekieri 35:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Wakazvirumbidza pamusoro pangu uye wakataura zvakaipa pamusoro pangu usingazvidzori, uye ini ndakazvinzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Makaɀikudza kwandiri nemiromo yenyu, makawanza mashoko enyu kwandiri; ndaɀinzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 “Makazvikudza kwandiri nemiromo yenyu, makawanza mashoko enyu kwandiri; ndazvinzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Iwewe wakatozvitutumadzawo kwandiri nomuromo wako ukaita pamuromo kwazvo kwandiri. Ndakazvinzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Iwewe wakatozvitutumadzawo kwandiri nomuromo wako ukaita pamuromo kwazvo kwandiri. Ndakazvinzwa. Viz kapitola |