Ezekieri 35:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 naizvozvo, noupenyu hwangu zvirokwazvo, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, ndichakuitira zvakafanira kutsamwa negodo rawakaratidza mukuvavenga kwako uye ndichaita kuti vandizive pakati pavo pandichakutonga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 naiɀoɀo noʋupenyu bgaŋgu — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova — ndicaita ɀakafanira kutsamŋa kwako, ʋuye ɀakafanira goɗo rako rawakaʋaitira nokuʋeŋga kwako; ɀino ini ndicaɀiziʋisa pakati paʋo, kana ndicikutoŋga iwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 naizvozvo noupenyu hwangu ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha ndichaita zvakafanira kutsamwa kwako, uye zvakafanira godo rako rawakavaitira nokuvenga kwako; zvino ini ndichazvizivisa pakati pavo, kana ndichikutonga iwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari, hezvino ndakadai, ndichaita kwauri zvinoenderanawo nehasha neshanje zvawakaratidzawo kwavari uye ndichazvizivisa kwamuri pandinenge ndava kukutongai pamusana poruvengo rwamunarwo kwavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari, hezvino ndakadai, ndichaita kwauri zvinoenderanawo nehasha neshanje zvawakaratidzawo kwavari uye ndichazvizivisa kwamuri pandinenge ndava kukutongai pamusana poruvengo rwamunarwo kwavari. Viz kapitola |