Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 34:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Saka akapararira nokuti kwakanga kusina mufudzi, uye paakapararira akava zvokudya zvezvikara zvesango.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Akapararira, nokuti akaŋga asinomufudzi, akaʋa ɀokudya ɀeɀikara ɀose ɀokusaŋgo, akapararira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Akapararira, nokuti akanga asina mufudzi, akava zvokudya zvezvikara zvose zvokusango, akapararira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Naizvozvo dzangopararira zvadzo pamusana pokuti pakanga pasina mufudzi dzikava zvadzo chokudya chezvikara zvose zvesango.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Naizvozvo dzangopararira zvadzo pamusana pokuti pakanga pasina mufudzi dzikava zvadzo chokudya chezvikara zvose zvesango.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 34:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy