Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 34:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Munodya ruomba, munozvifukidza namakushe muchiuraya makwai akakora, asi hamuna hanya namakwai.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Munodya mafuta, munofuka makushe awo, munoɓaya akakora, asi hamufudzi makwai.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Munodya mafuta munofuka makushe awo, munobaya akakora asi, hamufudzi makwai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Munodyaka imi mafuta muchizvipfekedza zvenyu newuru, muchiuraya zvenyu hwayana dzakakodzwa asi kufudza hwai musingafudzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Munodyaka imi mafuta muchizvipfekedza zvenyu newuru, muchiuraya zvenyu hwayana dzakakodzwa asi kufudza hwai musingafudzi.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 34:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy