Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 34:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Ndichavapa nyika ine mukurumbira nokuda kwezvibereko zvayo, uye havangazovi nedambudziko renzara munyika kana kuva chinhu chinosekwa nendudzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ndicaʋamedzera miti inorumbidzwa, haʋaŋgazopedzwi nenzara panyika yaʋo, kana kuzoshoʋorwa namarudzi aʋanhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Ndichavameresera miti inorumbidzwa, havangazofa nenzara munyika yavo, kana kuzoshorwa namarudzi avanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Ndichavaita kuti vave nenzvimbo yokurima ine mukurumbira zvokuti havazombopararizve neshangwa yenzara munyika imomo kana kuzonyarazve nokusveeredzwa namarudzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Ndichavaita kuti vave nenzvimbo yokurima ine mukurumbira zvokuti havazombopararizve neshangwa yenzara munyika imomo kana kuzonyarazve nokusveeredzwa namarudzi.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 34:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy