Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 34:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Miti yesango ichabereka michero yayo uye ivhu richabereka zvibereko zvaro; vanhu vachagara zvakanaka panyika yavo. Vachaziva kuti ndini Jehovha, pandichavhuna mazariro amajoko avo ndigovanunura kubva mumaoko aavo vanovaita nhapwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Miti iri kusaŋgo icaɓereka ɀiɓereko ɀayo, nenyika icaɓereka ɀayo, ʋacagara ɀakanaka panyika yaʋo; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova, neŋguʋa yandinovuna matanda ejoko raʋo, nokuʋarwira pamaʋoko aʋaiʋaɓatisa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Miti iri kusango ichabereka zvibereko zvayo, nenyika ichabereka zvayo, vachagara zvakanaka panyika yavo; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha, nenguva yandinovhuna matanda ejoko ravo, nokuvarwira pamaoko avaivabatisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Izvozvo miti yomusango ichabereka michero yayo, nyika ichaberekawo michero yayo, vachagara pasina chinovawana. Vachaziva zvavo kuti ndini Tenzi pandichatyora zvikei zvejoko ravo ndichivanunura mumaoko mavanhu vanovaita varanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Izvozvo miti yomusango ichabereka michero yayo, nyika ichaberekawo michero yayo, vachagara pasina chinovawana. Vachaziva zvavo kuti ndini Tenzi pandichatyora zvikei zvejoko ravo ndichivanunura mumaoko mavanhu vanovaita varanda.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 34:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy