Ezekieri 34:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 ini ndicharwira makwai angu, uye haangazopambwizve. Ndichatonga pakati pehwai neimwe hwai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 naiɀoɀo ndicaponesa ɓoka raŋgu, kuti arege kuzopambga; ndicatoŋga pakati pamakwai namakwai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 naizvozvo ndichaponesa boka rangu, kuti arege kuzopambwa; ndichatonga pakati pamakwai namakwai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 ndichanunura danga rangu hadzizovizve nyama yamagora, ndichatonga pakati pehwai nehwai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 ndichanunura danga rangu hadzizovizve nyama yamagora, ndichatonga pakati pehwai nehwai. Viz kapitola |