Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 34:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Ndichaabudisa kubva kundudzi ndigoaunganidza kubva kunyika dzose, uye ndigoauyisa munyika yawo. Ndichaafudzira pamakomo aIsraeri, muhova, nomunzvimbo dzokugara dzose dzenyika.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ndicaaɓuɗisa pakati pamarudzi aʋanhu, nokuaʋuŋganidza kunyika dzose, ndiaȿitse kunyika yawo, ndicaafudza pamakomo aIsraeri, pahoʋa napanɀimbo dzose dzenyika dzakagarwa naʋanhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Ndichaabudisa pakati pamarudzi avanhu, nokuaunganidza kunyika dzose, ndiasvitse kunyika yawo, ndichaafudza pamakomo aIsiraeri, pahova napanzvimbo dzose dzenyika dzakagarwa navanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Ndichadziburitsa mukati memarudzi ndichidzikokorodza mudzinyika uye ndichadziunza munyika yadzo. Ndichadzifudzira mumakomo eIsiraeri nomuzvitubu zvemvura nomunogara vanhu mose zvamo munyika iyoyi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Ndichadziburitsa mukati memarudzi ndichidzikokorodza mudzinyika uye ndichadziunza munyika yadzo. Ndichadzifudzira mumakomo eIsiraeri nomuzvitubu zvemvura nomunogara vanhu mose zvamo munyika iyoyi.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 34:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy