Ezekieri 33:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 “Panoitika izvi zvose, uye zvichaitika zvirokwazvo, ipapo vachaziva kuti muprofita akanga ari pakati pavo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino kana iɀi ɀiciitwa (tarirai ɀinoʋuya!), neŋguʋa iyo ʋacaziʋa kuti muprofita wakaŋga ari pakati paʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 “Zvino kana izvi zvichiitwa nokuti zvirokwazvo hazvimboregi kuitika, nenguva iyo vachaziva kuti muporofita akanga ari pakati pavo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Kana izvozvi zvaitika—kuitika zvichatoitika—ipapo ndipo pavachaziva kuti muporofita akanga ari pakati pavo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Kana izvozvi zvaitika—kuitika zvichatoitika—ipapo ndipo pavachaziva kuti muporofita akanga ari pakati pavo.” Viz kapitola |