Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 33:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Zvirokwazvo, iwe wakaita somunhu anoimba rwiyo rworudo kwavari nezwi rakaisvonaka uye achiridza chiridzwa zvakanaka, nokuti vanonzwa mashoko ako asi havaaiti.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Ɀino tarira, iwe wakaita kwaʋari sorwiyo rworuɗo runoimbga nounenzwi rinofadza, unogona kuridza mbira kwaɀo, nokuti ʋanonzwa mashoko ako, asi haʋaaiti.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 “Zvino tarira, iwe wakaita kwavari somunhu anovaimbira sorwiyo rworudo runoimbwa nounezwi rinofadza, unogona kuridza mbira kwazvo, nokuti vanonzwa mashoko ako, asi havaaiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Tarisa uone, iwe wakaita somunhu anoimba dzimbo dzorudo nezwi rakanakisa uchiridza chaunoridza. Nokuti vanonzwa zvaunotaura asi havazviiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Tarisa uone, iwe wakaita somunhu anoimba dzimbo dzorudo nezwi rakanakisa uchiridza chaunoridza. Nokuti vanonzwa zvaunotaura asi havazviiti.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 33:32

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy