Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 33:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 uye iye akaona munondo uchiuya kuzorwa nenyika akaridza hwamanda kuti anyevere vanhu,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 ɀino kana iye akaʋona munondo uciȿika panyika, akaridza hwamanda, akanyeʋera ʋanhu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 zvino kana iye akaona munondo uchisvika panyika, akaridza hwamanda, akanyevera vanhu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Kana iye akaona hondo yebakatwa ichiuya munyika, akaridza hwamanda achiyambira vanhu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Kana iye akaona hondo yebakatwa ichiuya munyika, akaridza hwamanda achiyambira vanhu,

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 33:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy