Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 33:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Zvino madekwana munhu uya asati asvika, ruoko rwaJehovha rwakanga rwuri pamusoro pangu, uye akashamisa muromo wangu munhu uya asati asvika kwandiri mangwanani. Saka muromo wangu wakazarurwa ndikasazonyararazve.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ɀino ruʋoko rwaJehova rwakaŋga ruri pamsoro paŋgu maɗekwana, iye wakapukunyuka asati aȿika; wakaŋga ashamisa muromo waŋgu, kuȿikira iye aciȿika kwandiri maŋgwanani; muromo waŋgu ukashamiswa, ndikasazoʋa mbeʋeʋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Zvino ruoko rwaJehovha rwakanga ruri pamusoro pangu madekwana, iye akapukunyuka asati asvika; akanga ashamisa muromo wangu, kusvikira iye achisvika kwandiri mangwanani; muromo wangu ukashamiswa, ndikasazova mbeveve.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Simba roruoko rwaTenzi rakanga riri pandiri mauro acho munhu uya akatiza hondo asati asvika. Panguva yaakazosvika Mwari akanga atozarura muromo wangu mangwanani. Saizvozvo muromo wangu wakazaruka, ndakanga ndisisiri chimumu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Simba roruoko rwaTenzi rakanga riri pandiri mauro acho munhu uya akatiza hondo asati asvika. Panguva yaakazosvika Mwari akanga atozarura muromo wangu mangwanani. Saizvozvo muromo wangu wakazaruka, ndakanga ndisisiri chimumu.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 33:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy