Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 33:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Kunyange zvakadaro, imi imba yaIsraeri, munoti, ‘Nzira yaShe haina kururama.’ Asi ndichatonga mumwe nomumwe wenyu zvakafanira nzira dzake.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Kunyaŋge ɀakaɗaro munoti: Nzira yaShe haina‐kururama. Haiwa, imba yaIsraeri, ndicakutoŋgai mumŋe nomumŋe ɀakafanira nzira dzake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 “Kunyange zvakadaro munoti, ‘Nzira yaIshe haina kururama.’ Aiwa, imba yaIsiraeri, ndichakutonga mumwe nomumwe wenyu zvakafanira nzira dzake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Asi imi munoti, ‘Nzira dzaTenzi hadzina kururama.’ Imi imba yaIsiraeri, ini ndichatonga mumwe nomumwe wenyu maererano nezviito zvake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Asi imi munoti, ‘Nzira dzaTenzi hadzina kururama.’ Imi imba yaIsiraeri, ini ndichatonga mumwe nomumwe wenyu maererano nezviito zvake.”

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 33:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy