Ezekieri 33:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “Kunyange zvakadaro, vanhu venyika yako vanoti, ‘Nzira yaShe haina kururama.’ Asi nzira yavo ndiyo isina kururama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kunyaŋge ɀakaɗaro ʋana ʋaʋanhu ʋako ʋanoti: Nzira yaShe haina‐kururama; asi kana ʋari iʋo, nzira yaʋo ndiyo isina‐kururama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 “Kunyange zvakadaro vana vavanhu vako vanoti, ‘Nzira yaIshe haina kururama;’ asi kana vari ivo, nzira yavo ndiyo isina kururama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Asi vanhu vokwako vanoti nzira dzaTenzi hadzina kururama, nzira dzavo dziri idzo dzisina kururama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 “Asi vanhu vokwako vanoti nzira dzaTenzi hadzina kururama, nzira dzavo dziri idzo dzisina kururama. Viz kapitola |