Ezekieri 33:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Hakuna zvivi zvaakaita zvicharangarirwa pamusoro pake. Akaita zvakanaka uye zvakarurama; achararama zvirokwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Hakunaciʋi cimŋe cake caakaita cicaraŋgarirwa pamsoro pake; wakaita ɀakarairwa neɀakarurama, ɀirokwaɀo ucararama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 “Hakuna chivi chimwe chake chaakaita chicharangarirwa pamusoro pake; akaita zvakarayirwa nezvakarurama, zvirokwazvo achararama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Hapana chitadzo chake chicharangarirwa kana kuchipirwa mhosva. Anenge aita zviri pamutemo uye zvakarurama. Anofanira kurarama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Hapana chitadzo chake chicharangarirwa kana kuchipirwa mhosva. Anenge aita zviri pamutemo uye zvakarurama. Anofanira kurarama. Viz kapitola |