Ezekieri 32:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Pandichakudzima, ndichafukidza matenga uye ndichasvibisa nyeredzi; ndichafukidza zuva mugore, uye mwedzi haungabudisi chiedza chawo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kana ndicikudzima, ndicafukidza ɗeŋga, nokudzima nyeredzi dzaro; ndicafukidza zuʋa negore, nomŋedzi hauŋgaɓuɗisi ciedza cawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Kana ndichikudzima, ndichafukidza denga, nokudzima nyeredzi dzaro; ndichafukidza zuva negore, nomwedzi haungabudisi chiedza chawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pandinenge ndakutsakatisa ndichakwidibira denga ndichisvibisa nyenyedzi; zuva ndicharikwidibira negore. Mwedzi unenge usisape chiedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Pandinenge ndakutsakatisa ndichakwidibira denga ndichisvibisa nyenyedzi; zuva ndicharikwidibira negore. Mwedzi unenge usisape chiedza. Viz kapitola |