Ezekieri 32:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ndichayanika nyama yako pamakomo, ndigozadza mipata nezvitunha zvako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ndicanika nyama yako pamsoro pamakomo, nokuzadza mipata nokukwirira kwako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Ndichayanika nyama yako pamusoro pamakomo, nokuzadza mipata nokukwirira kwako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Nyama yako ndichaiti katakata pamakomo ndigozadza mapani nezvitunha zvako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Nyama yako ndichaiti katakata pamakomo ndigozadza mapani nezvitunha zvako. Viz kapitola |