Ezekieri 32:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ndichakukanda panyika ndichakurasira pamhene. Ndichamharisa shiri dzose dzedenga pamusoro pako, uye zvikara zvose zvomunyika zvichagutswa newe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndicakusiya panyika, ndicakurashira kusaŋgo pakacena, ndicamharisa shiri dzose dzokuɗeŋga pamsoro pako, ndicagutisa ɀikara ɀenyika dzose newe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Ndichakusiya panyika, ndichakurasira kusango pakachena, ndichamharisa shiri dzose dzokudenga pamusoro pako, ndichagutisa zvikara zvenyika dzose newe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 ndichakutii pasi yacha, ndichakukandai pachena zvapo. Ndichaita kuti shiri dzose dzedenga dzimhare pamusoro pako; zvikara zvapasi pose zvizvimbirwe nokudya iwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 ndichakutii pasi yacha, ndichakukandai pachena zvapo. Ndichaita kuti shiri dzose dzedenga dzimhare pamusoro pako; zvikara zvapasi pose zvizvimbirwe nokudya iwe. Viz kapitola |