Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 32:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Kunyange ndakamurega achityisidzira vamwe munyika yavapenyu, Faro navanhu vake vazhinji vacharadzikwa pakati pavasina kudzingiswa, navaya vakaurayiwa nomunondo, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Nokuti ndakaisa kutyisa kwake panyika yaʋapenyu; iye ucaradzikwa pakati paʋasina‐kudziŋgiswa, pakati paʋakaʋurawa nomunondo, iye Farao naʋanhu ʋake ʋose ʋazhinji — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 “Nokuti ndakaisa kutyisa kwake panyika yavapenyu; iye acharadzikwa pakati pavasina kudzingiswa, pakati pavakaurayiwa nomunondo, iye Farao navanhu vake vose vazhinji,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 nokuti akambozezesa vanhu nokutya munyika yavapenyu, naizvozvo acharadzikwa mukati mavanhu vasina kudzingiswa, pamwechete navakauraiwa nehondo yebakatwa, iye Farao negurusvusvu rake ravanhu.” Ndizvo zvinotaura Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 nokuti akambozezesa vanhu nokutya munyika yavapenyu, naizvozvo acharadzikwa mukati mavanhu vasina kudzingiswa, pamwechete navakauraiwa nehondo yebakatwa, iye Farao negurusvusvu rake ravanhu.” Ndizvo zvinotaura Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 32:32

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy