Ezekieri 32:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 “Machinda ose okumusoro navaSidhoni variko; vakadzika navakaurayiwa mukunyadziswa kunyange simba ravo raityisa. Vakavata vasina kudzingiswa pamwe chete navakaurayiwa nomunondo vakatakura kunyadziswa kwavo pamwe chete navaya vanoburukira kugomba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Macinda okurutiʋi rwokumsoro ari’po, iwo ose, naʋaSidoni ʋose ʋakaɓurukira pasi pamŋe cete naʋakaʋurawa; ʋakanyadziswa nokuɗa kwokutyisa kwakabva pasimba raʋo, ʋaʋete, ʋasina‐kudziŋgiswa, pamŋe cete naʋakaʋurawa nomunondo, ʋanemhoȿa yeɀinonyadzisa ɀaʋo pamŋe cete naʋanoɓurukira kugomba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 “Machinda okurutivi rwokumusoro aripo, iwo ose, navaSidhoni vose vakaburukira pasi pamwechete navakaurayiwa; vakanyadziswa nokuda kwokutyisa kwakabva pasimba ravo, vavete, vasina kudzingiswa, pamwechete navakaurawa nomunondo, vane mhosva yezvinonyadzisa zvavo pamwechete navanoburukira kugomba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 “Machinda okuchamhembe variko vose nevekuSidhoni vakadzika pamwechete vachinyara navakauraiwa pamusana pokutyisidzira kwavakaita nokuda kwesimba ravo. Vakaradzikwa vasina kudzingiswa vari pamwechete navakauraiwa nebakatwa rehondo. Vakanyara pamwechete navanhu vanoenda kugomba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 “Machinda okuchamhembe variko vose nevekuSidhoni vakadzika pamwechete vachinyara navakauraiwa pamusana pokutyisidzira kwavakaita nokuda kwesimba ravo. Vakaradzikwa vasina kudzingiswa vari pamwechete navakauraiwa nebakatwa rehondo. Vakanyara pamwechete navanhu vanoenda kugomba. Viz kapitola |