Ezekieri 32:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Uti kwavari, ‘Ko, imi munonyanya kudikanwa kupfuura vamwe here? Burukai munoradzikwa pakati pavasina kudzingiswa.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Unopfuʋuraniko pakunaka? Ƃuruka, ugondoradzikwa kunaʋasina‐kudziŋgiswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Unopfuura aniko pakunaka? Buruka, ugondoradzikwa kuna vasina kudzingiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 “Ndiani chaizvo waunokunda parunako iwe, chidzika undoradzikwa pamwechete navasina kudzingiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 “Ndiani chaizvo waunokunda parunako iwe, chidzika undoradzikwa pamwechete navasina kudzingiswa. Viz kapitola |